Deuteronomy 32:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaʋuya ndokutaura mashoko ose orwiyo urwu ʋanhu ʋaciɀinzwa, iye naHoshea, mŋanakomana waNuni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akauya naJoshua mwanakomana waNuni uye akataura kwaari mashoko ose aya orwiyo urwu vanhu vachinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akauya akadetemba mazwi ose erwiyo urwu vanhu vachizvinzwa, aiva naJoshuwa mwanakomana waNuni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akauya ndokutaura mashoko ose orwiyo urwu vanhu vachizvinzwa, iye naHoshea, mwanakomana waNuni.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akauya ndokutaura mashoko ose orwiyo urwu vanhu vachizvinzwa, iye naHoshea, mwanakomana waNuni.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akauya ndokutaura mashoko ose orwiyo urwu vanhu vachizvinzwa, iye naHoshea, mwanakomana waNuni.