Deuteronomy 32:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaʋari: Tererai nemŋoyo yenyu mashoko ose andinokupupurirai nhasi, kuti muraire ʋana ʋenyu, ʋagocenjera kuita mashoko ose omurairo uyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati kwavari, “Isai mumwoyo menyu mashoko ose andakupupurirai nhasi, kuitira kuti mugozorayira vana venyu kuti vachenjerere kuita mashoko ose omurayiro uyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akati, “Pfundirai mumwoyo yenyu mashoko ose aya andakupai nhasi uno kuti muti vana venyu vanyatsochengeta zvose zvinorehwa nomutemo uyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwavari, “Tererai nemwoyo yenyu mashoko ose andinokupupurirai nhasi, kuti muraire vana venyu, vagochenjera kuita mashoko ose omurayiro uyu.
Shona 2009?
akati kwavari, "teererai nemoyo yenyu mashoko ose andinokupupurirai nhasi, kuti muraire vana venyu, vagochenjera kuita mashoko ose omurayiro uyu.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwavari, “Tererai nemwoyo yenyu mashoko ose andinokupupurirai nhasi, kuti muraire vana venyu, vagochenjera kuita mashoko ose omurairo uyu.