Deuteronomy 32:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamuitira ɀakashata, haʋazi ʋana ʋake, ndiko kuremara kwaʋo; Iʋo rudzi rwakatsauka, rwakakombama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakaita zvakaipa kwaari; vakazvinyadzisa uye havasisiri vana vake, asi vava rudzi rwakatsauka rwakakombama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi hamuna kutendeseka kwaari, hamukodzeri kuva vanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamuitira zvakashata, havazi vana vake, ndiko kuremara kwavo; Ivo rudzi rwakatsauka, rwakakombama.
Shona 2009?
Vakamuitira zvakashata, havazi vana vake, ndiko kuremara kwavo; Ivo rudzi rwakatsauka, rwakakombama.
Shona SUB 2002 Bible
Vakamuitira zvakashata, havazi vana vake, ndiko kuremara kwavo; Ivo rudzi rwakatsauka, rwakakombama.