Deuteronomy 32:51 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti makaita nomutoʋo usina‐kutendeka kwandiri pakati paʋana ʋaIsraeri pamvura yeMeriba paKadeshi murenje reZini; nokuti hamuna‐kunditsaura pakati paʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaitika nokuti imi muri vaviri hamuna kutendeka kwandiri pamberi pavaIsraeri pamvura yeMeribha Kadheshi murenje reZini uye nokuti hamuna kusimudzira utsvene hwangu pakati pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti hamuna kuvimba neni pane vanhu paye pamvura yeMeribha kuKadheshi murenje reZini. Hamuna kundieresa pakati pevaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti makaita nomutoo usina kutendeka kwandiri pakati pavana vaIsiraeri pamvura yeMeribha paKadheshi murenje reZini; nokuti hamuna kunditsaura pakati pavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
nokuti makaita nomutoo usina kutendeka kwandiri pakati pavana vaIsiraeri pamvura yeMeribha paKadheshi murenje reZini; nokuti hamuna kunditsaura pakati pavana vaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti makaita nomutoo usina kutendeka kwandiri pakati pavana VaIsiraeri pamvura yeMeribha paKadheshi murenje reZini; nokuti hamuna kunditsaura pakati pavana VaIsiraeri.