Deuteronomy 32:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wokuɗeŋga‐ɗeŋga ŋguʋa yaakapa ndudzi nhaka yadzo, Ŋguʋa yaakaparadzanisa ʋana ʋaʋanhu, Wakatema miganho yendudzi Aciraŋgarira kuwanda kwaʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wokumusoro-soro paakapa ndudzi nhaka, nguva yaakakamura marudzi ose, akaisira vanhu miganhu, zvichienderana nouwandu hwavanakomana veIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wokumusorosoro paaigovera ndudzi nhaka dzadzo, achipa rudzi norudzi nyika nomuganho wayo; aipa maererano nouwandi hwavatumwa vaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wokudenga-denga nguva yaakapa ndudzi nhaka yadzo, Nguva yaakaparadzanisa vana vavanhu, Wakatema miganhu yendudzi Achirangarira kuwanda kwavana vaIsiraeri.
Shona 2009?
Wokudenga-denga nguva yaakapa ndudzi nhaka yadzo, Nguva yaakaparadzanisa vana vavanhu, Wakatema miganhu yendudzi Achirangarira kuwanda kwavana valsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Wokudenga–denga nguva yaakapa ndudzi nhaka yadzo, Nguva yaakaparadzanisa vana vavanhu, Wakatema miganhu yendudzi Achirangarira kuwanda kwavana VaIsiraeri.