Deuteronomy 33:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiko kuropafadza kwaMosesi, munhu waMŋari, kwaakaropafadza nako ʋana ʋaIsraeri, asati afa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uku ndiko kuropafadza kwaMozisi munhu waMwari kwaakataura kuvaIsraeri asati afa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichi ndicho chikomborero chakakumbirirwa vaIsiraeri naMosesi munhu waMwari asati afa. Akati;
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndiko kuropafadza kwaMosesi, munhu waMwari, kwaakaropafadza nako vana vaIsiraeri, asati afa.
Shona 2009?
Zvino ndiko kuropafadza Mozisi, munhu waMwari, kwaakaropafadza nako vana vaIsiraeri, asati afa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndiko kuropafadza kwaMosesi, munhu waMwari, kwaakaropafadza nako vana VaIsiraeri, asati afa.