Deuteronomy 33:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paBenjamini wakati: Muɗikanwa waJehova ucagara kwaari akaceŋgetwa; Unomufukidza zuʋa rose, Unogara pakati pamafudzi ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paBenjamini akati, “Regai mudikanwa waJehovha agare norugare maari, nokuti anomudzivirira zuva rose, uye regai uyo anodikanwa naJehovha agare pakati pamapfudzi ake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborera Bhenjamini achiti, “Iri ndiro dzinza raTenzi repamwoyo, muswerandakaringa wake chaiye. Anomuchengeta sezai regondo, asingambosuduruki zvake pakati pavo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paBhenjamini wakati, “Mudikanwa waJehovha uchagara kwaari akachengetwa; Unomufukidza zuva rose, Unogara pakati pamafudzi ake.”
Shona 2009?
Pamusoro paBhenjamini wakati, "Mudikamwa waJehovha uchagara kwaari akachengetwa; Unomufukidza zuva rose, Unogara pakati pamafudzi ake."
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paBhenjamini wakati, “Mudikanwa waJehovha uchagara kwaari akachengetwa; Unomufukidza zuva rose, Unogara pakati pamafudzi ake.”