Deuteronomy 33:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paJosefa wakati: Nyika yake ŋgairopafadzwe naJehova; Ipiwe ɀinhu ɀakanakisa ɀokuɗeŋga, neɗoʋa, Nemʋura inogara makadzika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paJosefa akati, “Jehovha ngaaropafadze nyika yake nedova rinokosha rokudenga kumusoro nemvura zhinji dzakadzika dziri pasi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborera Josefi achiti, “Nyika yake ngaikomborerwe naTenzi, matenga ngaamupe mvura inonaya zvakanaka, neimwe inobvinina ichibva pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paJosefa wakati, “Nyika yake ngairopafadzwe naJehovha; Ipiwe zvinhu zvakanakisa zvokudenga, nedova, Nemvura inogara makadzika;
Shona 2009?
Pamusoro paJosefa wakati, "Nyika yake ngairopafadzwe naJehovha, Ipiwe zvinhu zvakanakisa zvokudenga, nedova, Nemvura inogara makadzika;
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paJosefa wakati, “Nyika yake ngairopafadzwe naJehovha; Ipiwe zvinhu zvakanakisa zvokudenga, nedova, Nemvura inogara makadzika;