Deuteronomy 33:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neɀinhu ɀakanakisa ɀenyika nokuzara kwayo, Nomŋoyo wakanaka waiye wakaŋga agere mugwenzi; Kuropafadzwa ŋgakuʋuye pamusoro waJosefa, Napamsoro pomusoro waiye wakatsaurwa pakati pehama dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvose ngazvigare pamusoro waJosefa, pahuma yomuchinda pakati pehama dzake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngaakomborerwe nezvose zvakanyanya kunaka zvinowanika panyika. Mwoyochena wouya aitaura ari mugwenzi. Makomborero aya ngaadurururukire pana Josefi, nokuti aiva mutungamiriri pakati pavakoma vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezvinhu zvakanakisa zvenyika nokuzara kwayo, Nomwoyo wakanaka waiye wakanga agere mugwenzi; Kuropafadzwa ngakuuye pamusoro waJosefa, Napamusoro pomusoro waiye wakatsaurwa pakati pehama dzake.
Shona 2009?
Nezvinhu zvakanakisa zvenyika nokuzara kwayo, Nomoyo wakanaka waiye wakanga agere mugwenzi; Kuropafadzwa ngakuuye pamusoro waJosefa, Napamusoro pomusoro waiye wakatsaurwa pakati pehama dzake.
Shona SUB 2002 Bible
Nezvinhu zvakanakisa zvenyika nokuzara kwayo, Nomwoyo wakanaka waiye wakanga agere mugwenzi; Kuropafadzwa ngakuuye pamusoro paJosefa, Napamusoro pomusoro waiye wakatsaurwa pakati pehama dzake.