Deuteronomy 33:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaɗanira ʋanhu kumakomo; Ipapo ʋacaʋuya neɀiɓayiro ɀokururama; Nokuti ʋacanwa fuma zhinji yamakuŋgwa, Nefuma zhinji yakaʋanzwa nejeca.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachadanira vanhu kumakomo uye ikoko vagopa zvibayiro zvokururama; vachaguta nezvizhinji zvamakungwa, nepfuma yakavigwa mujecha.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachakokera ndudzi dzavanhu kugomo, kuzopira zvibayiro zviri pamutemo, nokuti vachawana upfumi huzhinji hwomugungwa, noupfumi hwuzhinji hwakavanzwa mujecha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachadanira vanhu kumakomo; Ipapo vachauya nezvibayiro zvokururama; Nokuti vachanwa pfuma zhinji yamakungwa, Nepfuma zhinji yakavanzwa nejecha.”
Shona 2009?
Vachadanira vanhu kumakomo; Ipapo vachauya nezvibayiro zvokururama; Nokuti vachamwa fuma zhinji yamakungwa, Nefuma zhinji yakavanzwa nejecha."
Shona SUB 2002 Bible
Vachadanira vanhu kumakomo; Ipapo vachauya nezvibairo zvokururama; Nokuti vachanwa pfuma zhinji yamakungwa, Nepfuma zhinji yakavanzwa nejecha.”