Deuteronomy 33:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaɀitsaurira mugoʋe wokutaŋga; Nokuti ndipapo pakaceŋgetwa mugoʋe womuɓati; Wakaʋuya naʋakuru ʋaʋanhu; Wakaita ɀakarurama ɀaJehova, Neɀaakatoŋga pamsoro paIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akazvisarudzira nyika yakanakisisa; mugove womutungamiri waakachengeterwa iye. Vakuru vavanhu pavakaungana, iye akaita kuda kwaJehovha kwakarurama, uye nokutonga kwake pamusoro paIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazvisarudzira pachake nyika yakanakisisa, yakanga yakachengeterwa mutungamiriri wehondo; akauya somutungamiriri wavanhu, achinyatsochengeta zvirevo nemitemo yaTenzi navaIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakazvitsaurira mugove wokutanga; Nokuti ndipapo pakachengetwa mugove womubati; Wakauya navakuru vavanhu; Wakaita zvakarurama zvaJehovha, Nezvaakatonga pamusoro paIsiraeri.”
Shona 2009?
Wakazvitsaurira mugove wokutanga; Nokuti ndipapo pakachengetwa mugove womubati; Wakauya navakuru vavanhu; Wakaita zvakarurama zvaJehovha, Nezvaakatonga pamusoro paIsiraeri."
Shona SUB 2002 Bible
Wakazvitsaurira mugove wokutanga; Nokuti ndipapo pakachengetwa mugove womubati; Wakauya navakuru vavanhu; Wakaita zvakarurama zvaJehovha, Nezvaakatonga pamusoro paIsiraeri.”