Deuteronomy 33:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paDani wakati: Dani ndiye mŋana weshumba, Unokwakuka acibva Bashani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paDhani akati, “Dhani mwana weshumba. anokwakuka achibva muBhashani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborera Dhani achiti, “Dhani mwana weshumba chaiye anoita zvokuuruka achibva kuBhashani.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paDhani wakati, “Dhani ndiye mwana weshumba, Unokwakuka achibva Bhashani.”
Shona 2009?
Pamusoro paDhani wakati, "Dhani ndiye mwana weshumba, Unokwakuka achibva Bhashani."
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paDhani wakati, “Dhani ndiye mwana weshumba, Unokwakuka achibva Bhashani.”