Deuteronomy 33:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pamsoro paNaftari wakati: Iwe Naftari, wakaguta nyasha, Uzere nokuropafadzwa naJehova; Tora maʋirazuʋa nenyasi ɀiʋe ɀako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paNafutari akati, “Nafutari azere nenyasha dzaJehovha uye azere kuropafadza kwake: achatora nhaka nechezasi kugungwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakomborera Nafutari achiti, “Nafutari akagutsikana nomwoyochena waakaitirwa, azere namakomborero aTenzi; gungwa nenyika yokumaodzanyemba ndezvake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pamusoro paNafutari wakati, “Iwe Nafutari, wakaguta nyasha, Uzere nokuropafadzwa naJehovha; Tora mavirazuva nenyasi zvive zvako.”
Shona 2009?
Pamusoro paNafutari wakati, "Iwe Nafutari, wakaguta nyasha, Uzere nokuropafadzwa naJehovha; Tora mavirazuva nenyasi zvive zvako."
Shona SUB 2002 Bible
Pamusoro paNafutari wakati, “Iwe Nafutari, wakaguta nyasha, Uzere nokuropafadzwa naJehovha; Tora mavirazuva nenyasi zvive zvako.”