Deuteronomy 33:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari usiŋgaperi ndibgo ʋugaro bgako, Pasi pako kunamaʋoko asiŋgaperi; Iye wakadziŋga ʋaʋeŋgi pamberi pako, Akati: Paradzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari anogara nokusingaperi ndiye utiziro hwako, uye pasi pake pane maoko anogara nokusingaperi. Achadzinga vavengi vako kubva pamberi pako, achiti, ‘Muparadzei!’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari, Nyakugaraaripo ndiye bako rako, anokutakura mumaoko ake nokusingaperi. Anofanokudzingira vavengi vako achiti, ‘Vaparadze.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari usingaperi ndihwo ugaro hwako, Pasi pako kuna maoko asingaperi; Iye wakadzinga vavengi pamberi pako”, Akati, “Paradzai.
Shona 2009?
Mwari usingaperi ndihwo ugaro hwako, Pasi pako kuna maoko asingaperi; Iye wakadzinga vavengi pamberi pako", Akati, "Paradzai.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari usingaperi ndihwo ugaro hwako, Pasi pako kuna maoko asingaperi; Iye wakadzinga vavengi pamberi pako,” Akati, “Paradzai.