Deuteronomy 33:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakati pamsoro paɓaɓa ʋake namai ʋake: Handina‐kumuʋona; Nehama dzake haana‐kudziraŋgarira, Kana kuziʋa ʋana ʋake, Nokuti ʋakaita shoko renyu, Nokuceŋgeta suŋgano yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati pamusoro pababa namai vake, ‘Handivakudzi.’ Haana kurangarira hama dzake kana kuziva vana vake, asi akava mutariri weshoko renyu akachengetedza sungano yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakuchengeta chirevo chenyu nechitenderano chenyu havana kumbokatara kuti ava ndiamai kana baba vavo kana zvokuti ava vakoma kana vanun'una vavo kunyange vana vavo chaivo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye wakati pamusoro pababa vake namai vake, “Handina kumuona; Nehama dzake haana kudzirangarira, Kana kuziva vana vake, Nokuti vakaita shoko renyu, Nokuchengeta sungano yenyu.
Shona 2009?
Iye wakati pamusoro pababa vake namai vake, "handina kumuona; Nehama dzake haana kudzirangarira, Kana kuziva vana vake, Nokuti vakaita shoko renyu, Nokuchengeta sungano yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye wakati pamusoro pababa vake namai vake, “Handina kumuona; Nehama dzake haana kudzirangarira, Kana kuziva vana vake, Nokuti vakaita shoko renyu, Nokuchengeta sungano yenyu.