Deuteronomy 34:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakabva pamapani okwaMoabi, akakwira kugomo reNebo, pamsoro pePisga, pakatarisana neJeriko. Jehova akamuratidza nyika yose yeGireadi, kuȿikira Dani;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Mozisi akakwira mugomo reNebho kubva pamapani aMoabhu kusvika pamusoro pePisiga, mhiri uchibva kuJeriko. Ipapo Jehovha akamuratidza nyika yose, kubva kuGireadhi kusvika kuDhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akabva mumapani eMoabhu akaenda kumakomo eNebho akandokwira pamusoro peGomo rePisiga rakatarisana neJeriko. Tenzi ndokumuratidza nyika yose iyoyo kubvira kuGireadhi kusvikira kwaDhani,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi wakabva pamapani okwaMoabhu, akakwira kugomo reNebho, pamusoro pePisiga, pakatarisana neJeriko. Jehovha akamuratidza nyika yose yeGireadhi, kusvikira Dhani;
Shona 2009?
Zvino Mozisi wakabva pamapani okwaMoabhu, akakwira kugomo reNebho, pamusoro pePisiga, pakatarisana neJeriko. Jehovha akamuratidza nyika yose yeGiriyadhi, kusvikira Dhani;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi wakabva pamapani okwaMoabhu, akakwira kugomo reNebho, pamusoro pePisiga, pakatarisana neJeriko. Jehovha akamuratidza nyika yose yeGiriadhi, kusvikira Dhani;