Deuteronomy 34:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
paɀiratidzo ɀose neɀishamiso, paakatumŋa naJehova kundoɀiita panyika yeEgipita, kunaFarao, nokuʋaranda ʋake ʋose, nokunyika yake yose;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyo akaita zviratidzo nezvishamiso zvaakatumwa naJehovha kuti aite muIjipiti, kuna Faro nokumachinda ake nokunyika yake yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana totarisa zviratidzo nezvishamiso zvakatumwa Mosesi naTenzi kundoita munyika yeIjipiti kuna Farao, nokumakurukota ake, nokunyika yake yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pazviratidzo zvose nezvishamiso, paakatumwa naJehovha kundozviita panyika yeIjipiti, kuna Farao, nokuvaranda vake vose, nokunyika yake yose;
Shona 2009?
pazviratidzo zvose nezvishamiso, paakatumwa naJehovha kundozviita panyika yeIjipiti, kuna Farao, nokuvaranda vake vose, nokunyika yake yose;
Shona SUB 2002 Bible
pazviratidzo zvose nezvishamiso, paakatumwa naJehovha kundozviita panyika yeIjipiti, kuna Farao, nokuvaranda vake vose, nokunyika yake yose;