Deuteronomy 34:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
neNaftari yose, nenyika yaEfraimi naManase, nenyika yose yaJuda, kuȿikira paguŋgwa rokumaʋirazuʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nafutari yose, nenyika yaEfuremu naManase, nenyika yose yaJudha zvichibva nechokugungwa rokumavirira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naNafutari yose nenyika yose yaEfuremu naManase, nenyika yose yaJudha kusvikira kuGungwa rokumadokero
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
neNafutari yose, nenyika yaEfuremu naManase, nenyika yose yaJudha, kusvikira pagungwa rokumavirazuva;
Shona 2009?
neNafutari yose, nenyika yaEfuremu naManase, nenyika yose yaJudha, kusvikira pagungwa rokumavirazuva;
Shona SUB 2002 Bible
neNafutari yose, nenyika yaEfuremu naManase, nenyika yose yaJudha, kusvikira pagungwa rokumavirazuva;