Deuteronomy 34:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova akati kwaari: Ndiyo nyika yandakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo, ndiciti: Ndicaipa ʋana ʋako; ndikakuʋonesa iyo nameso ako, asi hauŋgapindi’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kwaari, “Iyi ndiyo nyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho pandakati, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’ Ndakuita kuti uione nameso ako, asi haungayambuki mhiri kuti upinde mairi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akamutaurira achiti, “Ndiyoyi nyika yandakatsidzira vanaAbhurahamu naIsaki naJakobho ndichiti, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako. Ndati uione nameso ako, asi hausiri kuzoyambukirako.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha akati kwaari, “Ndiyo nyika yandakapikira Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako; ndikakuonesa iyo nameso ako, asi haungapindimo.’ ”
Shona 2009?
Zvino Jehovha akati kwaari, "Ndiyo nyika yandakapikira Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichiti, `Ndichaipa vana vako; ndikakuonesa iyo nameso ako, asi haungapindimo.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akati kwaari, “Ndiyo nyika yandakapikira Abhurahamu, naIsaka, naJakobho, ndichiti, ‘Ndichaipa vana vako; ndikakuonesa iyo nameso ako, asi haungapindimo.’ ”