Deuteronomy 4:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehova wakataura nemi ari mukati momŋoto; mukanzwa inzwi ramashoko, asi hamuna‐kuʋona kuti wakaɗini; makanzwa inzwi roga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akataura kwamuri ari mukati memoto. Makanzwa inzwi ramashoko asi hamuna kuona kuti ndiani; kwaingova nenzwi roga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akataura nemi ari mukati memoto, mukanzwa izwi rake asi hamuna kuona chimiro chake. Makangonzwa izwi rake chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehovha wakataura nemi ari mukati momoto; mukanzwa inzwi ramashoko, asi hamuna kuona kuti wakadini; makanzwa inzwi roga.
Shona 2009?
Zvino Jehovha wakataura nemwi ari mukati momoto; mukanzwa inzwi ramashoko, asi hamuna kuona kuti wakadini; makanzwa inzwi roga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehovha akataura nemi ari mukati momoto; mukanzwa izwi ramashoko, asi hamuna kuona kuti wakadini; makanzwa izwi roga.