Deuteronomy 4:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo wakaɗudzira suŋgano yake kwamuri, yaakakurairai, kuti muiite, iyo mirairo inegumi; akainyora pamahwendefa maʋiri amabge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akataura sungano yake kwamuri, Mirayiro Gumi, iyo akakurayirai kuti muitevere uye ipapo akainyora pamahwendefa maviri amabwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakuisirai pachena chitenderano chake chezvaanoti muite chemitemo gumi yaakanyora pamafendefa amabwe maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo wakadudzira sungano yake kwamuri, yaakakurairai, kuti muiite, iye mirairo ine gumi; akainyora pamahwendefa maviri amabwe.
Shona 2009?
Ipapo wakadudzira sungano yake kwamuri, yaakakurairai, kuti muiite, iye mirairo ine gumi; akainyora pamahwendefa maviri amabwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo wakadudzira sungano yake kwamuri, yaakakurairai, kuti muiite, iye mirairo ine gumi; akainyora pamahwendefa maviri amabwe.