Deuteronomy 4:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀicenjererei ɀikuru, nokuti hamuna‐kuʋona kuti wakaŋga akaɗini, musi Jehova waakataura nemi paHorebi ari pakati pomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hamuna kuona zvaakanga akaita nezuva iro Jehovha akataura kwamuri paHorebhu ari mumoto. Naizvozvo zvichenjererei zvikuru,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi paakataura kwamuri paGomo reSinai ari mumoto, hamuna kuona chimiro chake. Saka imi zvichenjererei
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvichenjererei zvikuru, nokuti hamuna kuona kuti wakanga akadini, musi Jehovha waakataura nemi paHorebhu ari pakati pomoto.
Shona 2009?
"Naizvozvo zvichenjererei nokuti hamuna kuona kuti wakanga akadini, musi Jehovha waakataura nemwi paHorebhu ari pakati pomoto.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvichenjererei zvikuru, nokuti hamuna kuona kuti wakanga akadini, musi Jehovha waakataura nemi paHorebhu ari pakati pomoto.