Deuteronomy 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti murege kuɀishatsa, muciɀiitira cifananidzo cakaʋezwa, cakafanana necinhu cipi necipi, kana mufananidzo womurume kana womukadzi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuita kuti murege kuzvishatisa muchizvigadzirira chifananidzo, chifananidzo chechinhu chipi zvacho, chingave chakaitwa somurume kana somukadzi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
mungazodaro mukatadzira Tenzi mava kuzvigadzirira chifananidzo chine chimiro chakafanana nomurume kana mukadzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti murege kuzvishatsa, muchizviitira chifananidzo chakavezwa, chakafanana nechinhu chipi nechipi, kana mufananidzo womurume kana womukadzi,
Shona 2009?
Kuti murege kuzvishatisa, muchizviitira chifananidzo chakavezwa, chakafanana nechinhu chipi nechipi, kana mufananidzo womurume kana womukadzi,
Shona SUB 2002 Bible
Kuti murege kuzvisvibisa, muchizviitira chifananidzo chakavezwa, chakafanana nechinhu chipi nechipi, kana mufananidzo womurume kana womukadzi,