Deuteronomy 4:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ini ndinofanira kufira munyika ino, handifaniri kuyambuka Joridani; asi imi mucayambuka henyu, mukapiwa nyika iyo yakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafira munyika ino; handichayambuki Jorodhani; asi imi mava kuzoyambuka nokutora nyika yakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti ini ndichafira munyika ino, handichayambuki Jorodhani. Asi imi ndimi muchayambuka kundotora nyika yakanaka iyoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ini ndinofanira kufira munyika ino, handifaniri kuyambuka Jorodhani asi imi muchayambuka henyu, mukapiwa nyika iyo yakanaka.
Shona 2009?
Asi ini ndinofanira kufira munyika ino, handifaniri kuyambuka Jorodhani asi imwi muchayambuka henyu, mukapiwa nyika iyo yakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ini ndinofanira kufira munyika ino, handifaniri kuyambuka Jodhani asi imi muchayambuka henyu, mukapiwa nyika iyo yakanaka.