Deuteronomy 4:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muɀicenjerere, kuti murege kukaŋganwa suŋgano yaJehova Mŋari wenyu, yaakaita nemi, mukaɀiitira cifananidzo cakaʋezwa comufananidzo wecinhu cipi necipi, cawakadziʋiswa naJehova Mŋari wako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muzvichenjerere kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu yaakaita nemi; musazviitira chifananidzo chorudzi rwechinhu chipi zvakadziviswa naJehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjererai kuti murege kukanganwa chitenderano chamakaitirana naTenzi Mwari wenyu, mozvigadzirira zvifananidzo zvakafanana nechii zvacho chamakarambidzwa naTenzi Mwari wenyu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muzvichenjerere, kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakaita nemi, mukazviitira chifananidzo chakavezwa chomufananidzo wechinhu chipi nechipi, chawakadziviswa naJehovha Mwari wako.
Shona 2009?
Muzvichenjerere, kuti murege kukangamwa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakaita nemi, mukazviitira chifananidzo chakavezwa chomufananidzo wechinhu chipi nechipi, chawakadziviswa naJehovha Mwari wako.
Shona SUB 2002 Bible
Muzvichenjerere, kuti murege kukanganwa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakaita nemi, mukazviitira chifananidzo chakavezwa chomufananidzo wechinhu chipi nechipi, chawakadziviswa naJehovha Mwari wako.