Deuteronomy 4:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana iwe waɓereka ʋana naʋazukuru, mukagara ŋguʋa huru panyika, mukaɀishatsa, mukaita cifananidzo cakaʋezwa nomufananidzo wecinhu cipi necipi, mukaita ɀakaipa pamberi paJehova Mŋari wako, mukamutsamŋisa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge mava navana navazukuru uye magara nguva refu munyika, kana mukazvishatisa nokugadzira chifananidzo chorudzi rupi zvarwo, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wenyu muchimuita kuti ashatirwe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana mukazobereka vana magara kwenguva ndefu munyika iyoyo mava navazukuru, musazotadzira Tenzi momushatirisa muchizvigadzirira chifananidzo chakafanana nechii zvacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana iwe wabereka vana navazukuru, mukagara nguva huru panyika, mukazvishatsa, mukaita chifananidzo chakavezwa nomufananidzo wechinhu chipi nechipi, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wako, mukamutsamwisa;
Shona 2009?
"Zvino kana iwe wabereka vana navazukuru, mukagara,nguva huru panyika, mukazvishatisa, mukaita chifananidzo chakavezwa nomufananidzo wechinhu chipi nechipi, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wako, mukamutsamwisa;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana iwe wabereka vana navazukuru, mukagara nguva huru panyika, mukazvishatsa, mukaita chifananidzo chakavezwa nomufananidzo wechinhu chipi nechipi, mukaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wako, mukamutsamwisa;