Deuteronomy 4:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ini ndinoɗana ɗeŋga napasi ɀikupupurirei nhasi, kuti mucakurumidza kuparadzwa cose panyika yamunoyambukira Joridani kuti muende kwairi kuiita yenyu; hamuŋgaiti’mo mazuʋa mazhinji, asi mucaparadzwa cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ndinodana denga napasi sezvapupu pamusoro penyu nhasi, kuti muchakurumidza kuparara kubva panyika yamuri kuyambukira Jorodhani kuti ive yenyu. Hamungagarimo nguva refu asi muchaparadzwa zvirokwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nhasi uno denga nenyika ngazvindipupurirewo chokwadi chokuti, kana mangodaro imi muchapera kuti nhoo munyika iyoyo yamuri kuyambukira Jorodhani kundoitora. Hamuzombogara mazuva akawanda, munopera imi kuti dhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ini ndinodana denga napasi zvikupupurirei nhasi, kuti muchakurumidza kuparadzwa chose panyika yamunoyambukira Jorodhani kuti muende kwairi kuiita yenyu; hamungaitimo mazuva mazhinji, asi muchaparadzwa chose.
Shona 2009?
ini ndinodana denga napasi zvikupupurirei nhasi, kuti muchakurumidza kuparadzwa chose panyika yamunoyambukira Jorodhani kuti muende kwairi kuiita yenyu; hamungaitimo mazuva mazhinji, asi muchaparadzwa chose.
Shona SUB 2002 Bible
ini ndinodana denga napasi zvikupupurirei nhasi, kuti muchakurumidza kuparadzwa chose panyika yamunoyambukira Jodhani kuti muende kwairi kuiita yenyu; hamungaitimo mazuva mazhinji, asi muchaparadzwa chose.