Deuteronomy 4:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Apo mucashumira ʋamŋari, ʋakaitwa namaʋoko aʋanhu, ʋamatanda naʋamabge, ʋasiŋgaʋoni, kana kunzwa, kana kudya, kana kunhuwidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ikoko muchanamata vamwari vakaitwa navanhu, vamatanda navamabwe, vasingagoni kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muri ikoko muchanamata vamwari vokuveza nevamabwe zvakagadzirwa namaoko avanhu. Vamwari vacho havaoni kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Apo muchashumira vamwari, vakaitwa namaoko avanhu, vamatanda navamabwe, vasingaoni, kana kunzwa, kana kudya, kana kunhuwidza.
Shona 2009?
Apo muchashumira vamwari, vakaitwa namaoko avanhu, vamatanda navamabwe, vasingaoni, kana kunzwa, kana kudya, kana kunhuwidza.
Shona SUB 2002 Bible
Apo muchashumira vamwari, vakaitwa namaoko avanhu, vamatanda navamabwe, vasingaoni, kana kunzwa, kana kudya, kana kunhuwidza.