Deuteronomy 4:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko kunaʋanhu, ʋakambonzwa inzwi raMŋari ricitaura riri mukati momŋoto, seɀamakanzwa imi, ʋakararama here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kune vamwe vanhu vakambonzwa inzwi raMwari achitaura ari mukati momoto here, sezvamakanzwa imi uye vakararama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndorupiko rudzi rwavanhu vakambonzwa izwi raMwari achitaura ari mumoto samanzwiro amakaita vakaramba vari vapenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko kuna vanhu, vakambonzwa izwi raMwari richitaura riri mukati momoto, sezvamakanzwa imi, vakararama here?
Shona 2009?
Ko kuna vanhu, vakambonzwa inzwi raMwari richitaura riri mukati momoto, sezvamakanzwa imwi, vakararama here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko kuna vanhu, vakambonzwa izwi raMwari richitaura riri mukati momoto, sezvamakanzwa imi, vakararama here?