Deuteronomy 4:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakakunzwisai inzwi rake ari kuɗeŋga, kuti akudzidzise; panyika wakakuʋonesa mŋoto wake mukuru; iwe wakanzwa mashoko ake ari mukati momŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kudenga akaita kuti munzwe inzwi rake kuti akudzidzisei. Panyika akakuratidzai moto wake mukuru, uye makanzwa mashoko ake kubva mukati momoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akakuregai muchinzwa izwi rake richibva kudenga kuti akudzidzisei, akakuitai kuti muone moto wake mukuru pasi pano, mukanzwa izwi rake richibva mukati memoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakakunzwisai izwi rake ari kudenga, kuti akudzidzise; panyika wakakuonesa moto wake mukuru; iwe wakanzwa mashoko ake ari mukati momoto.
Shona 2009?
Wakakunzwisai inzwi rake ari kudenga, kuti akudzidzise; panyika wakakuonesa moto wake mukuru; iwe wakanzwa mashoko ake ari mukati momoto.
Shona SUB 2002 Bible
Wakakunzwisai izwi rake ari kudenga, kuti akudzidzisei; panyika wakakuonesa moto wake mukuru; iwe wakanzwa mashoko ake ari mukati momoto.