Deuteronomy 4:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti muʋurayi agone kutizira’ko, iye wakaʋuraya wokwake, asina‐kuita nobgoni, asina‐kumuʋeŋga kare; kuti kana aciŋge atizira kunerimŋe ramaguta iwayo, ararame;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uko ani naani anenge auraya munhu aitizira kana achinge auraya muvakidzani wake asingaiti nobwoni uye asingazvifungiri. Aigona kutizira mune rimwe ramaguta aya kuti ararame.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
okuti kana munhu anenge auraya mumwe mukusaziva ivo vanga vasingavengane kare, awane kwokutizira achindopotera nokuponesa upenyu hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti muurayi agone kutizirako, iye wakauraya wokwake, asina kuita nobwoni, asina kumuvenga kare; kuti kana achinge atizira kune rimwe ramaguta iwayo, ararame;
Shona 2009?
kuti.‘ muurayi agone kutizirako, iye wakauraya wokwake, asina kuita nobwoni, asina kumuvenga kare; kuti kana achinge atizira kune rimwe ramaguta iwayo, ararame;
Shona SUB 2002 Bible
kuti muurayi agone kutizirako, iye wakauraya wokwake, asina kuita maune, asina kumuvenga kare; kuti kana achinge atizira kune rimwe ramaguta iwayo, ararame;