Deuteronomy 4:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀakapupurwa, neɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀakataurwa naMosesi kuʋana ʋaIsraeri, pakuɓuɗa kwaʋo Egipita;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvakataurwa naMozisi, mitemo nemirayiro yaakavapa pavakabuda kubva muIjipiti
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi ndizvo zvirevo nemitemo nemirao yakaudzwa vaIsiraeri naMosesi pavakabuda muIjipiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvakapupurwa, zvakatemwa, nezvakatongwa, zvakataurwa naMosesi kuvana vaIsiraeri, pakubuda kwavo Ijipiti;
Shona 2009?
Ndizvo zvakapupurwa, zvakatemwa, nezvakatongwa, zvakataurwa naMozisi kuvana vaIsiraeri, pakubuda kwavo Ijipiti;
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvakapupurwa, zvakatemwa, nezvakatongwa, zvakataurwa naMosesi kuvana VaIsiraeri, pakubuda kwavo Ijipiti;