Deuteronomy 4:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatora nyika yake, nenyika yaOgi, mambo weBashani, ikaʋa yaʋo; iwo madzimambo maʋiri aʋaAmori, ʋakaŋga ʋari mhiri kwaJoridani, kumabvazuʋa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora nyika yake nenyika yaOgi mambo weBhashani, madzimambo maviri avaAmori aive kumabvazuva kwaJorodhani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakatora nyika yake, nenyika yaOgu mambo weBhashani. Madzimambo aya maviri evaAmori aigara kumabvazuva kumhiri kwaJorodhani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatora nyika yake, nenyika yaOgi, mambo weBhashani, ikava yavo; iwo madzimambo maviri avaAmori, vakanga vari mhiri kwaJorodhani, kumabvazuva;
Shona 2009?
vakatora nyika yake, nenyika yaOgi, mambo weBhashani, ikava yavo; iwo madzimambo maviri avaAmori, vakanga vari mhiri kwaJorodhani, kumabvazuva;
Shona SUB 2002 Bible
vakatora nyika yake, nenyika yaOgi, mambo weBhashani, ikava yavo; iwo madzimambo maviri aVaAmori, vakanga vari mhiri kwaJodhani, kumabvazuva;