Deuteronomy 4:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
noMupata wose uri mhiri kwaJoridani kumabvazuʋa, kuȿikira paguŋgwa romupata, pajiŋga pePisga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kusanganisira Arabha yose kumabvazuva kwaJorodhani, kusvikira kuGungwa reArabha, mujinga memateru ePisiga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ichitandira matunhu ose okurenje reArabha ari kumabvazuva kwaJorodhani. Kumaodzanyemba inosvika kuGungwa roMunyu, kumabvazuva ichindosvika mujinga megomo rePisiga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
noMupata wose uri mhiri kwaJorodhani kumabvazuva, kusvikira pagungwa romupata, pajinga pePisiga.
Shona 2009?
noMupata wose uri mhiri kwaJorodhani kumabvazuva, kusvikira pagungwa romupata, pajinga pePisiga.
Shona SUB 2002 Bible
noMupata wose uri mhiri kwaJodhani kumabvazuva, kusvikira pagungwa romupata, pajinga pePisiga.