Deuteronomy 4:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, ndakakudzidzisai ɀakatemŋa neɀakatoŋgwa, seɀandarairwa naJehova Mŋari waŋgu, kuti muite saiɀoɀo panyika yamunopinda, kuti iʋe yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, ndakudzidzisai mitemo nemirayiro sezvandakarayirwa naJehovha Mwari wangu, kuti muitevere munyika yamuri kupinda kuti muitore ive yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Chionaika, ndakakudzidzisai mitemo nemirao sokuudzwa kwandakaitwa na Tenzi Mwari wangu kuti muichengete munyika yamava kupinda kuti mutore.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Tarirai, ndakakudzidzisai zvakatemwa nezvakatongwa, sezvandakarairwa naJehovha Mwari wangu, kuti muite saizvozvo panyika yamunopinda, kuti ive yenyu.
Shona 2009?
"Tarirai, ndakakudzidzisai zvakatemwa nezvakatongwa, sezvandakarairwa naJehovha Mwari wangu, kuti muite saizvozvo panyika yamunopinda, kuti ive yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Tarirai, ndakakudzidzisai zvakatemwa nezvakatongwa, sezvandakarairwa naJehovha Mwari wangu, kuti muite saizvozvo panyika yamunopinda, kuti ive yenyu.