Deuteronomy 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi akaɗana ʋaIsraeri ʋose, akati kwaʋari: Inzwai ʋaIsraeri, ɀakatemŋa neɀakatoŋgwa, ɀandinotaura nhasi muciɀinzwa, kuti muɀidzidze nokuɀiceŋgeta mugoɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akadana vaIsraeri vose, akati, “Inzwai imi vaIsraeri, mitemo nemirayiro yandinotaura muchinzwa nhasi. Idzidzei muchenjerere kuti muitevere
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akaunganidza vaIsiraeri vose akati kwavari, “Teererai munzwe imi vaIsiraeri mitemo nemirao yandava kutaura nhasi muchinzwa. Idzidzei munyatsoichengeta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akadana vaIsiraeri vose, akati kwavari, “Inzwai vaIsiraeri, zvakatemwa nezvakatongwa, zvandinotaura nhasi muchizvinzwa, kuti muzvidzidze nokuzvichengeta mugozviita.
Shona 2009?
Zvino Mozisi akadana vaIsiraeri vose, akati kwavari, "Inzwai vaIsiraeri, zvakatemwa nezvakatongwa, zvandinotaura nhasi muchizvinzwa, kuti muzvidzidze nokuzvichengeta mugozviita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akadana VaIsiraeri vose, akati kwavari, “Inzwai VaIsiraeri, zvakatemwa nezvakatongwa, zvandinotaura nhasi muchizvinzwa, kuti muzvidzidze nokuzvichengeta mugozviita.