Deuteronomy 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usareʋa zita raJehova Mŋari wako pasina; nokuti Jehova haaŋgaregi kumupa mhoȿa unoreʋa zita rake pasina.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina, nokuti Jehovha haangaregi kupa mhosva ani naani anoreva zita rake pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Usataure zita raTenzi Mwari wako zvisina maturo nokuti Tenzi haangaregi kupa mhosva munhu anotaura zita rake zvisina maturo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kumupa mhosva unoreva zita rake pasina.
Shona 2009?
"Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kumupa mhosva unoreva zita rake pasina.
Shona SUB 2002 Bible
“Usareva zita raJehovha Mwari wako pasina; nokuti Jehovha haangaregi kumupa mhosva unoreva zita rake pasina.