Deuteronomy 5:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndianiko pakati paʋanhu ʋose wakanzwa inzwi raMŋari mupenyu acitaura ari mumŋoto, sesu, akararama here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndianiko munhu anofa akambonzwa inzwi raMwari mupenyu achitaura ari mumoto, sesu, uye akararama?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti pavanhu vose zvavo ndianiko akambonzwa izwi raMwari mupenyu achitaura ari mumoto sezvatakaita akaramba ari mupenyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndianiko pakati pavanhu vose wakanzwa izwi raMwari mupenyu achitaura ari mumoto, sesu, akararama here?
Shona 2009?
Nokuti ndianiko pakati pavanhu vose wakanzwa inzwi raMwari mupenyu achitaura ari mumoto, sesu, akararama here?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndianiko pakati pavanhu vose wakanzwa izwi raMwari mupenyu achitaura ari mumoto, sesu, akararama here?