Deuteronomy 5:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai ʋaiʋa nemŋoyo yakaɗai, ʋakanditya nokuceŋgeta mirairo yaŋgu ŋguʋa dzose, kuti ɀiʋe ɀakanaka naʋo, iʋo naʋana ʋaʋo, nokusiŋgaperi!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, dai mwoyo yavo yainditya nokuchengeta zvose zvandakarayira nguva dzose, kuti zvivaitire zvakanaka ivo navana vavo nokusingaperi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
dai waro vakangoramba vane mwoyo wakadaro wokundiremekedza, nokuchengeta mitemo yangu zvinhu zvose zvingavanakire ivo navana vavo narini narini!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai vaiva nemwoyo yakadai, vakanditya nokuchengeta mirairo yangu nguva dzose, kuti zvive zvakanaka navo, ivo navana vavo, nokusingaperi!
Shona 2009?
Dai vaiva nemoyo yakadai, vakanditya nokuchengeta mirairo yangu nguva dzose, kuti zvive zvakanaka navo, ivo navana vavo, nokusingaperi!
Shona SUB 2002 Bible
Dai vaiva nemwoyo yakadai, vakanditya nokuchengeta mirairo yangu nguva dzose, kuti zvive zvakanaka navo, ivo navana vavo, nokusingaperi!