Deuteronomy 5:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe, mira pano kwandiri, ndikuʋudze murairo wose, neɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀaunofanira kuʋadzidzisa, kuti ʋaɀiite panyika yandinoʋapa, kuti iʋe yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iwe mira pano pandiri kuti ndikupe zvandakarayira, mitemo nemirayiro yose yaunofanira kuvadzidzisa kuti vazviite panyika yandinovapa kuti ive yavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe sara kuno neni. Ndichakutaurira zvirevo nemitemo nemirao yose yauchavadzidzisa kuti vandoichengeta munyika yandiri kuvapa kuti ive yavo.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iwe, mira pano kwandiri, ndikuudze murayiro wose, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvaunofanira kuvadzidzisa, kuti vazviite panyika yandinovapa, kuti ive yavo.’
Shona 2009?
Asi iwe, mira pano kwandiri, ndikuudze murayiro wose, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvaunofanira kuvadzidzisa, kuti vazviite panyika yandinovapa, kuti ive yavo.'
Shona SUB 2002 Bible
Asi iwe, mira pano kwandiri, ndikuudze murairo wose, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvaunofanira kuvadzidzisa, kuti vazviite panyika yandinovapa, kuti ive yavo.’