Deuteronomy 5:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo cenjerai, kuti muite seɀamakarairwa naJehova Mŋari wenyu; musatsaukira kurutiʋi rworudyi kana rworuɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka chenjerai kuti muite zvamakarayirwa naJehovha Mwari wenyu; musatsauka kurudyi kana kuruboshwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Zvino chenjererai kuita zvose zvamakaudzwa naTenzi Mwari wenyu, musingatsaudzire moita zvomusoro wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo chenjerai, kuti muite sezvamakarairwa naJehovha Mwari wenyu; musatsaukira kurutivi rworudyi kana rworuboshwe.
Shona 2009?
"Naizvozvo chenjerai, kuti muite sezvamakarairwa naJehovha Mwari wenyu; musatsaukira kurutivi rworudyi kana rworuboshwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo chenjerai, kuti muite sezvamakarairwa naJehovha Mwari wenyu; musatsaukira kurutivi rworudyi kana rworuboshwe.