Deuteronomy 5:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini Jehova Mŋari wako, wakakuɓuɗisa munyika yeEgipita, muimba yoʋuranda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndini Jehovha Mwari wako akakubudisa munyika yeIjipiti, munyika youranda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
‘Ndini Tenzi Mwari wenyu. Ndakakubudisai munyika yeIjipiti kwamaiva muuranda.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndini Jehovha Mwari wako, wakakubudisa munyika yeIjipiti, muimba youranda.
Shona 2009?
"Ndini Jehovha Mwari wako, wakakubudisa munyika yeIjipiti, muimba youranda.
Shona SUB 2002 Bible
‘Ndini Jehovha Mwari wako, wakakubudisa munyika yeIjipiti, muimba youranda.’