Deuteronomy 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndiwo murairo, neɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀandakarairwa naJehova Mŋari wenyu kuti ndikudzidzisei, kuti muɀiite kunyika kwamunoenda kuti iʋe yenyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iyi ndiyo mitemo, nemirayiro zvandakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti ndikudzidzisei kuti muzviite munyika yamunoyambukira Jorodhani kuti ive yenyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Izvi ndizvo zvirevo nemitemo nemirao yandakataurirwa naTenzi Mwari wenyu kuti ndikudzidzisei mugoichengeta munyika yamava kuyambukira kundotora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndiwo mirairo, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvandakarairwa naJehovha Mwari wenyu kuti ndikudzidzisei, kuti muzviite kunyika kwamunoenda kuti ive yenyu;
Shona 2009?
"Zvino ndiwo murairo, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvandakarairwa naJehovha Mwari wenyu kuti ndikudzidzisei, kuti muzviite kunyika kwamunoenda kuti ive yenyu;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndiwo mirairo, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvandakarairwa naJehovha Mwari wenyu kuti ndikudzidzisei, kuti muzviite kunyika kwamunoenda kuti ive yenyu;