Deuteronomy 6:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nedzimba dzizere neɀinhu ɀose ɀakanaka, dzausina‐kuzadza iwe, namakaŋgwa akacerwa, ausina‐kucera iwe, neminda yemizambiriŋga nemiorivi, yausina‐kusima iwe; iwe ukadya ukaguta,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzimba dzizere nezvinhu zvakanaka zvamarudzi ose zvamusina kutsvaka imi, matsime amusina kuchera, minda yemizambiringa namasango nemiti yemiorivhi yamusina kusima, zvino kana muchinge madya uye mukaguta,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ane dzimba dzizere zvinhu zvakanaka, zvausina kuisamo, namatsime ausina kumbochera, neminda yemagirepisi neyemiorivhi yausina kumbosima, wadya zvokuguta,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nedzimba dzizere nezvinhu zvose zvakanaka, dzausina kuzadza iwe, namakangwa akacherwa, ausina kuchera iwe, neminda yemidzambiringa nemiorivhi, yausina kusima iwe; iwe ukadya ukaguta,
Shona 2009?
nedzimba dzizere nezvinhu zvose zvakanaka, dzausina kuzadza iwe, namakangwa akacherwa, ausina kuchera iwe, neminda yemizambiringa nemiorivhi, yausina kusima iwe; iwe ukadya ukaguta,
Shona SUB 2002 Bible
nedzimba dzizere nezvinhu zvose zvakanaka, dzausina kuzadza iwe, namakangwa akacherwa, ausina kuchera iwe, neminda yemizambiringa nemiorivhi, yausina kusima iwe; iwe ukadya ukaguta,