Deuteronomy 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino cenjera kuti urege kukaŋganwa Jehova, wakakuɓuɗisa panyika yeEgipita, paimba yoʋuranda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
muchenjerere kuti murege kukanganwa Jehovha, akakubudisai kubva muIjipiti, kubva munyika youranda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chenjerera kuti urege kukanganwa Tenzi akakubudisa munyika yeIjipiti kwamaiva muuranda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha, wakakubudisa panyika yeIjipiti, paimba youranda.
Shona 2009?
zvino chenjera kuti urege kukangamwa Jehovha, wakakubudisa panyika yeIjipiti paimba youranda.
Shona SUB 2002 Bible
zvino chenjera kuti urege kukanganwa Jehovha, wakakubudisa panyika yeIjipiti, paimba youranda.