Deuteronomy 6:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti Jehova Mŋari wako, uri pakati pako, ndiMŋari unegoɗo; kuti Jehova Mŋari wako arege kukutsamŋira, akuparadze panyika pose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Jehovha Mwari wenyu ari pakati penyu ndiMwari ane godo uye hasha dzake dzichapisa pamusoro penyu, uye achakuparadzai kubva pamusoro penyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Tenzi Mwari wako ndiMwari weshanje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti Jehovha Mwari wako, ari pakati pako, ndiMwari ane godo; kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira, akuparadze panyika pose.
Shona 2009?
nokuti Jehovha Mwari wako, ari pakati pako, ndiMwari ane godo; kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira, akuparadze panyika pose.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti Jehovha Mwari wako, ari pakati pako, ndiMwari ane godo; kuti Jehovha Mwari wako arege kukutsamwira, akuparadze panyika pose.