Deuteronomy 6:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye unofanira kuita ɀakarurama neɀakanaka pamberi paJehova, kuti ɀiʋe ɀakanaka newe, upinde munyika yakanaka iʋe yako, iyo yakapikirwa madziɓaɓa ako naJehova,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Itai zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuitira kuti zvigokunakirai uye mugopinda nokutora nyika yakanaka iyo Jehovha akavimbisa nemhiko kumadzitateguru enyu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinonzi naTenzi zvakarurama nezvakanaka, ndizvo zvaunofanira kuita, kuti zvikufambire zvakanaka, ukwanise kundotora nyika yakanaka yakatsidzirwa naTenzi kupa madzitateguru ako,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye unofanira kuita zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuti zvive zvakanaka newe, upinde munyika yakanaka ive yako, iyo yakapikirwa madzibaba ako naJehovha,
Shona 2009?
Uye unofanira kuita zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuti zvive zvakanaka newe, upinde munyika yakanaka ive yako, iyo yakapikirwa madzibaba ako naJehovha,
Shona SUB 2002 Bible
Uye unofanira kuita zvakarurama nezvakanaka pamberi paJehovha, kuti zvive zvakanaka newe, upinde munyika yakanaka ive yako, iyo yakapikirwa madzibaba ako naJehovha,