Deuteronomy 6:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana mŋanakomana wako akakubvunza pashure, aciti: Ko iɀi ɀipupuriro, neɀakatemŋa, neɀakatoŋgwa, ɀamakarairwa naJehova Mŋari weɗu, ɀinoɗiniko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva inotevera, kana mwanakomana wako akakubvunza achiti, “Ko, zvakatemwa izvi, mitemo nemirayiro yamakarayirwa naJehovha Mwari wedu inorevei?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panguva ichauya kana mwana wako ozokubvunza achiti, ‘Ko zvakambouya seiko kuti tive nechitenderano nemitemo nemirao yamakapiwa naTenzi Mwari wenyu?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana mwanakomana wako akakubvunza pashure, achiti, ‘Ko izvi zvipupuriro, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvamakarairwa naJehovha Mwari wedu, zvinodiniko?’
Shona 2009?
"Zvino kana mwanakomana wako akakubvunza pashure, achiti, `Ko izvi zvipupuriro, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvamakarairwa naJehovha Mwari wedu, zvinodiniko?'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana mwanakomana wako akakubvunza pashure, achiti, ‘Ko izvi zvipupuriro, nezvakatemwa, nezvakatongwa, zvamakarairwa naJehovha Mwari wedu, zvinodiniko?’