Deuteronomy 6:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofanira kuti kumŋanakomana wako: Isu takaŋga tiri ʋaranda ʋaFarao, Jehova akatiɓuɗisa paEgipita necanza cinesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Umuudze kuti, “Takanga tiri varanda vaFaro muIjipiti, asi Jehovha akatibudisa muIjipiti noruoko rune simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo uchamutaurira kuti, ‘Taiva varanda vaFarao muIjipiti ndokubva Tenzi atiburitsa muIjipiti nesimba guru,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unofanira kuti kumwanakomana wako, ‘Isu takanga tiri varanda vaFarao, Jehovha akatibudisa paIjipiti nechanza chine simba;
Shona 2009?
Unofanira kuti kumwanakomana wako, `Isu takanga tiri varanda vaFarao, Jehovha akatibudisa nechanza chine simba;
Shona SUB 2002 Bible
Unofanira kuti kumwanakomana wako, ‘Isu takanga tiri varanda vaFarao, Jehovha akatibudisa paIjipiti nechanza chine simba;