Deuteronomy 6:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀicaʋa ɀakarurama kwatiri, kana ticicenjerera kuti tiite murairo wose pamberi paJehova Mŋari weɗu, seɀatakarairwa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kana tichichenjerera kuteerera murayiro uyu wose pamberi paJehovha Mwari wedu, sezvaakatirayira, ndiko kuchava kururama kwedu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwatiri isu ndohuchava ururami kana tikanyatsochengeta mitemo iyoyi yose pana Tenzi Mwari wedu sokutiudza kwaakaita.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvichava zvakarurama kwatiri, kana tichichenjerera kuti tiite murayiro wose pamberi paJehovha Mwari wedu, sezvatakarairwa naye.’
Shona 2009?
Zvichava zvakarurama kwatiri, kana tichichenjerera kuti tiite murayiro wose pamberi paJehovha Mwari wedu, sezvatakarairwa naye.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvichava zvakarurama kwatiri, kana tichichenjerera kuti tiite murairo wose pamberi paJehovha Mwari wedu, sezvatakarairwa naye.’